
Lobola & Weddings Outfits, Javas,MakeUp & Decor
June 19, 2025 at 07:50 AM
*REMEDIES FOR MENSTRUATION PERIOD PAIN*
*SHONA: JEKO*
*🌿 METHOD 1*
Ukaona kuti wakunotanga kutevera tora mvura and boil it then woisamadota imomo semasamba wonwa. Do it likea cup twice a day until you finish kutevera.
*🌿 METHOD 2*
Tora tsangamidzi (ginger) then crush and boil it. Inwa mvura yacho.
Follow this channel ✅
https://whatsapp.com/channel/0029VakNcUNL7UVZmYD3ZW2O
*🌿 METHOD 3*
Mix ginger and madota wozvikwatisa and then inwa zvichiri kudziya.
*🌿 METHOD 4*
Tora gavakava (aelo vera) woripwanya then put it in hot water until yadzika temperature wobva wanwa.
*🌿 METHOD 5*
Tora ndove yemombe (Cow dung) yakaoma.Then woisa mumazimbe. Paya panenge pachibuda ropa ita ridonhere pasi ipapo then utsi hwopinda kuzasi but for a short time.
*🌿 METHOD 6*
Kumwe kurapa jeko kuri nyore pasina kana mushonga unomirira pamba pasina kana munhu wechirume kana pane imbwa woidana mumba urikunguva pazuva retatu wobvisa chipfeko chako chiineropa kudero woikanda pamusana inobuda panze yozunza kana kuti rowa wotora wopfeka zvekare zvatovharana mwedzi unotevera haurwadziwi uye unoenda mazuva matatu👏🏼