
Lobola & Weddings Outfits, Javas,MakeUp & Decor
June 19, 2025 at 08:26 PM
*🚨FOLLOW THIS CHANNEL FOR MORE*
https://whatsapp.com/channel/0029VafVXn08F2p9bMXQ7W0b
*Comments +263787490794
Short Story
Kusvira mainini Sister yemukadzi part one
Mainini, sister yemukadzi, was married and vane mwana one. Murume wacho anosenza hameno chikambani chaanoshanda ari internal auditor, saka anombopota achienda kunosenzera out ngraft
Tinogara tese same area, ini I stay kukwadzana 4 and vana mainini kukwadzana 6, so most of the time its either tomboenda kumba kwavo or vanombouya kwedu semhuri imwe chete. Nyaya iripo this couple inogara ichinetsana zvisingaite and kazhinji kacho bamdiki vanomborova mukadzi vomukiira door, kuti arare panze nemwana, votozopedzesera vauya vozorara mudinning kuden kwangu. Tomboedza kuvagadzirisa zvomboita sezvava right pasina nguva vonetsana futi. Rimwe day I even overheard mainini vachisasa nechimoko changu kuti vanogona kupedza mwedzi or even more without sex what what.
At first ndaisazviisa mumusoro hangu asi ndakatozoona kuti panenge pane zvikuda kuitika between mainini neni. Takaenda imwe weekend kuden kwacho semazuva ese and ndaingoona munhu achinditarisa zvekubiridzira kana tasara tiri two even zve some few minutes. Ndakatanga kuva neka interest na mainini worse nezvandanga ndanzwa nechimoko changu kuti panomboita time pasingasvirwe munhu pada mainini vari kuedza kundikwezvera kwavari nekuda kwezemo, iro zemo revakadzi rakaipaka, rinovatonga kana rabata, revakadzi riri worse kudarika revarume coz revakadzi haringouya pese pese asi rikauya zvavharana especially pa ovulation
So when she looked at me I stared right back into her eyes, and for some reason takaramba takatarisana, ndichibva ndakanganwa kuti ndanga ndichitii, we kept on staring direct into each other’s eyes, zvekuti hana yangu yakatanga kurova ndichibva ndatarisa pasi, bva ndati ndokumbirawo mvura, ndopatakabva ndaita back to consciousness tese. I could not only see kuti paita chemistry but I could actually feel it coz zemo ranga rakuita ku floater mumhepo chaimo.
From that day ndakatoona kutoti its better to make a move but bit by bit hazvidi kumhanya. Kubva zvandakatanga kuzivana namainini na bamdiki, number dze phone dzandaiva nadzo was dza bamdiki chete, dzamainini ndanga ndisina, plus mostly ndaitotaura navo via chimoko changu, and I have never gone kuden kwana mainini ndiri ndega ndisina team yangu yepaden no.
One day it was Friday nditori kubasa, ndobva ndaona phone yapinda nenumber dzandanga ndisingaziye, ndakatomboda kuregera kudaira, nenyaya yezvipande, bva ndazongodaira, “Halo, ndibamukuru Mike here, “ ndikati ehe ndini ndiani zvikanzi ndimainini mai Zodwa, baba Zodwa vadakutaura nemi phone yavo yadzima. Ndakati its ok muri right here mainini, ndokutaura tese till baba Zodwa vapiwa phone, zvikanzi blaz ndanzi ndiende ku Victoria falls negraft, so ndokumbirawo mozondiendesa pa show ground nekamukwende kangu, bhazi ndere kuma 7 manheru, ndikati its ok ndouya neko ndichibva kubasa ndokuendesai ndozongobaya kuden kahwan, zvikanzi thanx bamkuru......
Comments +263787490794