Prophet Daniel
Prophet Daniel
June 12, 2025 at 11:07 AM
*JOSHUA 10:12-14*! 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 12 Zvino Joshua akataura naJehovha nomusi Jehovha waakaisa vaAmori mumaoko avana valsiraeri, akati pamberi pavaIsiraeri, Iwe zuva mira pamusoro peGibhiyoni, Newe mwedzi pamupata weAjaroni. 13 Zuva rikamira, nomwedzi ukarambirapo, Kusvikira rudzi rwatsiva vavengi varwo. Izvi hazvina kunyorwa here mubhuku yaJashari? Zuva rikaramba rimire pakati pedenga, rikasakurumidza kuvira nguva yakaita sezuva rose. 14 Hakuna kumbova nezuva rakadaro kubva pakutanga kana shure kwaro, kuti Jehovha wakateerera inzwi romunhu; nokuti Jehovha wakarwira vaIsiraeri. 16 Madzimambo awo mashanu akatiza, vakandovanda mubako paMakedha. *NGAZVIITIKE ZVEKARE MUMAZUVA AKO EKUNAMATA....ZUVA NGARISANYURA KUSVIKA WABATA MUNANA WAKO NEZITA RAJESU AMEN!*
🙏 ❤️ 😢 🔥 40

Comments