
CHAKAFUKIDZA DZIMBA MATENGA💦💦💦
June 19, 2025 at 07:33 AM
Hie Tete hide my ID ..2022 was doing my first year pane imwe college muno muzimbabwe so we did our department , Division and Hostel orientation pa time dzakasiyana siyana so patakaita hostel orientation our chief warden told us Kut kna mukaona zvamunoona or kunzwa zvamunzwa dont hesitate Kuudza your wardens Ini ndakangoti hameno zvavari kureva pamwe vari kubvira ma ND1 nema NC3 so meeting yakapera tikadzokera Kuma rooms edu we shared 2 2 muroom .So rimwe zuva futi we used kumukira Kuma prayers a 5 to 6 still remember it's was muwinter so pane mukomana aiiti leader Kuma prayers apa Anga atori mu final year ndokubva ati guys munonakidzwa henyu nekurara kumahostel uko muchitadza kuuya Kuma prayers Day ramuchanyukirwa nemunhu pakati peroom ndipo pamuchaziva zvekuita so ipapo ndakabva ndati what do you mean by that akati pano here ndokubva angoseka hake akati normalize kunamata so from that day ndaingova nezi question mark so takagara tikagara kutokangamwa Kuti kunei zvaimbotaurwa zviya kana kuchambozvifunga kusvika this other day it was on Saturday roommate used kuenda kumba maweekends so I was alone muroom ndakapepuka Kuma to 12 midnight and I heard Kut munext room mairatidza Kut pane arikuverenga ndainzwa mapage Kuvhurwa so Ini ndakabva ndatomboenda pawhatsapp and then ndikazotora ma book angu ndokutanga kuverenga ndirimumachira ndakanzwa husimbe hwekuverengera pareading desk plus kwaitonhora so ndakati ndichingoti verengei ndofunga 1 page chairo l started to hear sounds like munhu Ari kupusher chair sezvatinoita kana tichida kugara pachair hnditi we push out then Toda kusimuka we push out again then in kana toidzorera so sound iyoyo yakaramba ichingoita ndofunga zvekuma 15 minutes ndakasvika pakuti nhaimi zvichiri zvekudzorera chair mudesk here izvi panguva iyoyo ndakatanga kunzwa kutsva ndokubva ndaita sendabatwa nemadzikirira ndaisatombo mover kana kudii and then door remuroom Mangu rakabva ravhurwa and I saw a lady in a night dress rakaita pink but akazara ropa pamberi pedress neface yaisanyatso oneka apa ayiuya pandaiva ndiri pa that moment muroom mngu makaita semaita curtain Kuti kuside kwaroomie uku kwangu uku so asati asvika I started to pray but kana wakabatwa nemadzikirira mawords haanyatso kubuda but I kept on trying to pray plus ndairara neKa Gideon kngu so ndakaita something like 10 minutes zvese izvozvo zvichiitika patime yandaizama kunamata ndainzwa kubaiwa mumbabvu umu pandaiwedzera ndaiwedzerawo kubaiwa and the pain was too much and ndaingoti nezita neropa raJesu ndakaramba ndichingodero kusvika ndaregedzwa mbijana mbijana ndokubva ndangoita sendapepuka and ndainge nda sweater zvisingaite kuita kutota apa mudumbu mamumaside umu muchirwadza ndakabva ndamuka ndikatanga kunamata zvekuti ndega ndakanzwa Kuti it is done then ndakazomutsva nenoise dzevanhu vaienda kundogeza so my roommate akazodzoka but ndaiva nezi question mark Kuti who was reading Who was pulling the chairs Haa ndakashupika pekutanga I told my roomie akat munhu aivaverenga and I explained everything to her akat kutya but ndakaramba ndinezimubvunzo so ndakaenda kuna neighbour wangu kwandainzwa masounds naye hedu taitaura zvekutodaro so hazvina kundinetsa Kuti ndimubvunze asi ndakazviiti KO akat haasiye ndichagara sei muhostel muno so I went to her room and asked her ndakamuti umm ende Cath not her real name unoverenga Wena akabva aseka akati Ini handizi kuverenga Ini ndikangobva kuDH manheru the next thing kurara achitoti hope dzinondidherera akat roommate wake ndiye aitofarira zvekuverenga asi roomie wake Anga akasoenda kumba Muri Muna May chaiyo apa isu taitova muna July Cath akabvunza why ndamubvunza l told her kt it's nothing maybe the sound was coming from 1st floor aah was shocked zvese nekutya went back to my room ndakutya mnj ndikati pmwe ndina ndatova confused but noo everything was real ndakagara ndofunga 3 days and hndina wandakaudza Kunze kwaroomie so rimwe day kwaitova zve Kuma 11pm system yngu yaiva yatojaira kumuka panguva idzodzo always so my roomie was awake neniwo ft asi Kuti Ini hndina kusviona ndakangoti myb ndini ndega ndakamuka but apa kutya ndaisatya because muroom taiva 2 so ndaitova pa net ndichitsvaga maworship songs because Kuma quarter past WiFi hedu ndipo payainyatso because inenge isina kuwandirwa ndakabva ndatanga kunzwa chair Iya futi and I started kunzwa kutsva yakatanga kudhonzwa sezvayaiita first day ndokubva ndati Sis Tino not her real name inzwai zvandaikuudza and vakabva shii munhu ..
😢
🙏
😮
❤️
😂
❤
😬
⏭
⏭️
👍
59