
CHAKAFUKIDZA DZIMBA MATENGA💦💦💦
June 19, 2025 at 07:06 PM
Tete im not happy un my marriage... Im 28 and my wife is 25. We have 1 child. My problem is that my wife ameno kuti i obsession here yaanayo na bamkuru vake (murume wa sisi vake). Anovaisa pa profile nepa status kugara achitaura navo apa achidzima zvavanotaura zvacho. She is always talking about him kuti bamkuru this and bamkuru that. It anoys me zvekuti ndaakutanga kuona sekuti vanodanana or vane zvavakamboita vese. Husiku ndopepuka ari pafon ndoti mukutaura naniko zvonzi haa ndibamkuru ava and she deletes chats. Ive tried to tell her kuti im not happy that he has to be like a 3rd wheeler in our relationship but its not working so ive decided to give her space. Myb anoda bamkuru vake or munhu anenge ivo and im not that so ive told her ndichambomu dzosera kumba kwavo if we really are meant to be together we'll end up tave tese again but zvaikozvino andichamunzwiri kana moyo. We've been together for 3 years . What really anoys me is she has 3 sisters who are married but vaanoda ndivo vakazara mufon make 1 ivavo. Tikaita argument unozonzwa aakuita zvekusvotesa akatarisa pic achitaura mutupo wavo so i dont think pane zvemba apa. I want a relationship yevanhu 2 who are willing to make things work pahu 2 hwavo without obsessions about other pple nxa hama dzacho adzisi willing kutigadzirisa they say vachataura naye kubva ameno rinhi so ameno maybe vanoziva zvikuitika ini ndini ndikuitwa fuza
😢
😭
🙏
😮
❌
❤️
😞
🍆
🤔
👍
75