NewsLink
NewsLink
June 18, 2025 at 03:08 AM
*Israel Inowedzera Kubhomba muIran Ichiparadza Zvivakwa Zvinofungidzirwa Kuti Zvine Zvombo zveNyukireya -Video* https://whatsapp.com/channel/0029VaLeCqqFCCoeBnaiF743 *Tuesday 17 June 2025* *______________________________* Hondo yeIsrael-Iran inoratidza kuti haisi kuzopera nekukurumidza sezviri kudiwa nedzimwe nyika, apo Israel yawedzera kubhomba muIran, mushure mekuputika kwaitika muTehran pazvivakwa zvinofungidzirwa kuti zvine nyukireya izvo zvasara zvichibvira. Panewo mashoko ekuti vanhu vatiza muTehran mushure mekunge mutungamiri wenyika yeAmerica, VaTrump, vataura kuti mudhorobha umu vanhu vanofanira kubviswa nekukasika. https://jolaznews.wordpress.com/2025/06/17/israel-inowedzera-kubhomba-muiran-ichiparadza-zvivakwa-zvinofungidzirwa-kuti-zvine-zvombo-zvenyukireya-video/

Comments