
NewsLink
June 18, 2025 at 04:26 PM
*Nhengo yeZanu PF Yozivisa Kuti Wese Anotaura Kuti Nyika Yakazara neHuori Havana Rudo Nenyika Yavo*
https://whatsapp.com/channel/0029VaLeCqqFCCoeBnaiF743
*Wednesday 18 June 2025*
*______________________________*
Nhengo yeZanu PF inomirira Zvimba South mudare reparamende VaTaurai Malinganiso vati, vanhu vanoti Zimbabwe yakazara nehuwori husingaonekwe havan rudo nenyika yavo.
Vachitaurawo mudare reNational Assembly, VaMalinganiso vati mashoko aya kushambadzira kwakashata zvachose kunouraya nyika.
Nyika nguva pfupi yadarika yakadzika mutemo wakanangana nekuranga vanhu vasinga tsigire nyika vanoishoropodza.
🚮
🤮
3