
Dzidziso Yebonde, Yemumba, Chikapa & Chinamwali
June 19, 2025 at 09:09 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaiqEwY2ER6ZzWAht50Z
##bhozhongorasegment with Kanyemba Bonzo & Bhozhongora🔥🔥🔥
🔥Chiredzi boss vakatorerwa mukadzi nemushandi boss vaive nemashops nemaKhombi ne bhazi rimwechete uye vari boss kubasa kwavanoshandawo mukadzi akati kuhama dzemurume nehama dzake murume handichada kunyangwe tine vana vana nokuti murume uyu haana rudo uye ......,saka akapa murume gupuro pasina mwedzi miviri mushandi waboss akasiya basa achiti ndaneta uye ndiri kurwara ikozvino vakavhura bottle store yakanyorwa kuti chaitemura chave kuseva kune imwe nzvimbo iri muchiredzi ,asi mukadzi uyu akugara nemurume aive mushandi wemurume wake semurume nemukadzi ,aunza nyaya mukadzi arikuti pane moto hapagarwe panopisa
🔥Glenview 3 Tinotenda kanzuro yakazogadzirisa masewage aive anetsa vagari venzvimbo iyi zvimbuzi zvaive zvakavhara uye vanhu vaive vakugezera panze vakazogadzirisa 🙏🙏
🔥Kuna amai varikuti vakasangana nemunhu pa facebook achizviti ndini chivhayo ,kana muchida tenga ticket rekuti mukwanise kuzosangana nevamwe mupiwe mari kana mota ,vakatenga ticket re $100us asi zita rinozobuda pavanotumira mari nderimwewo zita racho vanaro,vanhu ava kwandiri vave vachinomwe vachiti vabirwa vanhu varikuzviita izvi vamwe vacho panobuda mazita evanhukadzi vose kana vatumira mari vanobva vabloker number dzenyu havachabatika
😂
🙏
2