🛡ACTIONAXIS-EMPLOYMENT HUB🖥
June 20, 2025 at 08:38 AM
🛡️GWERU
Shop Attendant
Makadii ndiri kudawo munhu anoshanda mu grocery shop, Gweru town age 18-25 salary $180USD food and transport $3 pazuva. Ndinoda munhu anogara padhuze ne town anokwanisa kubata nguva yebasa
8AM to 6PM, uye munhu akamboshanda with traceable references
0786246105
Contact me: