
Online Tutor Mr Macheka Maths , Science & English
June 18, 2025 at 07:24 AM
I want someone like this ✍️✍️✍️
Someone arikuda kuchinja hupenyu hwake🙏
*Tirikutora vese ava :*
⛳Vaneta nekunyororera vachingofoira [age yako haina basa pakudzidza]
⛳Vese vasati vane 5 O LEVELS
⛳Vakagumira chikoro munzira asi vavekuda kuenderera mberi
⛳Vanoswera kubasa asi vachida kuzobatsirwa manheru vadzoka kubva kubasa
⛳Vasina pekutangira,vasingatombozive kuti chikoro chinofambasei
⛳Varikunyora gore rino June na November
⛳Varikunyora gore rinouya
etc
*_CHINODIWA KUTI UKWANISE KUTI JOINER_*
📲phone yako ine whatsapp ne bundle chete chete!!!
📚pa subject rega rega unotenga two ma book ekunyorera ma counter book
*_Wavekutokwanisa kudzidza hako uri mumba mako!!!!!_*🪀
*_Zvakanakirei kudzidziswa na Mr Macheka Online Academy_*???
🎣vanokwanisa kubatsira mazera ose
🎣vanotora nguva yavo kudzidzisa ma slow learners
🎣vanokubatsira ma projects
🎣vanokupa ma textbook for free zvese nema notes
🎣vane experience yakanyanya kunyanya pa ONLINE TUTORING
🎣havana mwana anofoira
071 161 1024🪀
078 523 9664

❤️
👍
🙏
4