
Daily Word | AAC
June 14, 2025 at 06:33 AM
Kana tichitaura zve higher life tiri kuti hupenyu hwepamusoro husina ma worries, stress, depression, lack, sicknesses, diseases, struggling or suffering. Life yekuti ukatanga business rinofamba, kubasa zvinoendeka, marriage inonaka, etc. Jesu akati kana ndoenda handikusiyei muri nherera asi ndichakupai Mweya Mutsvene kuti musararame senherera. Nherera munhu asina mubereki anotambudzika kuwana zvaanoda kazhinji kacho. Isu hatisi nherera, tina Mweya Mutsvene, so let's live a higher life. This Sunday join us for a powerful church service muno muguta pa Cornerstone College apo. 10am kusvika na 1pm, *Jesus Faith Church-JFC with Apostle Alistar Chibanda.* 0773393958
🙏
👍
3