Daily Word | AAC
Daily Word | AAC
June 14, 2025 at 09:06 AM
Ndiri kubva pa venue yatinoshandisa just now. So every Saturday panoitirwa church ne SDA. Ndaona vakaita zvipoka zvipoka zvinokwana 4 vamwe panze vamwe mu Hall vachidziisana ma lessons avo. I was told by someone there kuti vanotanga church na 8am kusvika na 5:30pm then from 5:30pm vanoita prayer vese to 6pm voenda kumba. They go to lunch for an hour chete vodzoka. Ma Pentecostals can't do that. These SDA members are too devoted to their God. No wonder why they are very successful in their endeavours and even in business. Ma Pentecostals akawanda vanotambura because their devotion to God is close to zero. For example, Pentecostal church inotanga na 10am but unoona vachisvika kuma past 11 or to 12 apa church ichipera na 1pm. Vamwe vanotorovha three Sundays in a row. And they don't fear God at all. Vamwe vanotoronga rwendo day iroro rechurch. Their devotion to God is close to zero. Ku Pentecost ukaparidza 1 hour vanenge vakutozamura nekuneta wishing dai pastor achimira kuparidza. But ku SDA ndaona vaka parker mota mbishi and paine vanhu vakuru nevana ve ECD level vanga vachidziidza zvidziidzo zveBhaibheri izvozvi kuma 11am kuno apa vatanga na 8am and vanopedza na 6pm EVERY SATURDAY. Iwewe mu Pentecostal hauna kana bhasikoro asi unovhura musika ne Svondo, day rechechi wotorovha church uchitengesa pamusika and still mari yako haikwane. No wonder why hurombo hwedu husingaperi even tichishanda nesimba. Our devotion to God is zero. Jesu vakati "SEEK YE FIRST THE KINGDOM OF GOD & HIS RIGHTEOUSNESS" but isusu we seek first kuvhura misika yedu patiri kudiwa naMwari kuchechi, tinosarudza kuita washen nekuno wona bhora patiri kudiwa naMwari kusvondo. Big up to SDA, no wonder why muzvinhu zvavo vachibudirira kunge ma Muslims, they are devoted to their God vanhu vaya. Ma Pentecostals mofana kudziidza kuva devoted kana mavakuda kurarama a higher life in Christ. Mwari ari kutsvaga vanhu vari too devoted to Him. Kwete vari kuda kungomushandisa kana zvaita vodzekera kuzvinhu zvavo zvenyika! Be devoted to God mhani.
Image from Daily Word | AAC: Ndiri kubva pa venue yatinoshandisa just now. So every Saturday panoit...
🙏 ❤️ 5

Comments