
Chris And Geo
June 16, 2025 at 01:19 PM
Nhasi izuva redu , its International Domestic Workers Day! Pasi rose rinonzi richerechedze zuva iri. Saka iwe ingotora poster iyo wobairira pa status pako.
Saka nezuro takaita China chedu che Dwaz and as promised it was packed. We also had June babies celebrating their birthdays together haa zvaifaya. We also had ladies sharing ma testimonials avo ebasa iri. Imi vanhu vari kuita zvikuru
-kutenga misha
-kuvaka
-kutora ma licence
-kukwira ndege nemaboss
-kubhadharirwa fees dzevana nemaboss
-kutora ma policy
-kuita maround
-kuroorwa chaiko
-kuendesa vana kuchikoro
-kuchengeta mhuri
-kuita matrainings
Ko iko kuchena kunaka kuonekera kunoita team reDwaz. Aewa we are proud of you. Ndevamwe vakangoita sewe so you can also do this hanti.
Izvi hazvide kusaririra. Join us next China musi wa 13 July and be motivated. July babies muriko here uko! Mapihwa chitsvambe.
https://whatsapp.com/channel/0029VaIEcoyEwEjrAC7LnA1R

❤️
😂
2