Shona📡 Jokes 24/7🇿🇼
June 17, 2025 at 08:43 AM
*Mahwindi anenge anotoenda kuchikoro che rough..umwe ndamuti* “i can’t sit ku backseat because ndikuda kuburukira padhuze” ndikanzi *“mota inema brake tsano...wakamborara paverandah because ukuda kukurumidza kumuka here”* 😂😂😂
🤷🏻♂️🤷🏻♂️🤷🏻♂️🤷🏻♂️
😂
❤️
😮
🙏
🤣
❤
😆
81