Shona📡 Jokes 24/7🇿🇼
June 20, 2025 at 01:08 PM
Ndatengesa imbwa yangu ndakutorawo sahwira wangu kuti tinomwa hedu doro tichigocha now adhakwa manje akusumuka achijaivha achisheedzera kuti todya mari yembwa 🐕
https://whatsapp.com/channel/0029VaYvZnx0QeapSPYWDn09
Handichanzwisisi kuti akureva imbwa ipi apa😂😂😂
😂
❤️
😮
45