CYNTHIA SHONA NOVELS 🇿🇼
CYNTHIA SHONA NOVELS 🇿🇼
June 15, 2025 at 11:02 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VadmmJj545urLscEqj2v That's our channel mukawana mkana just join guys 👆👆👆 https://chat.whatsapp.com/KIn0Qze2vGCL1hNn3RPpTS Our commenting group 👆👆👆👆 kukunakidza manje huyai https://chat.whatsapp.com/GXaN7mm8uku2pcmE52nmv1 Our main group pindai henyu 👆👆👆👆👆 MAYA THE DRAGON PRINCESS WRITTEN BY CYNTHIA M CHAPTER 5 MAYA Ndaive ndakavata hangu mukaroom kangu ndikatanga kurota ndirimunhu ayita like aive mu garden maive ne green yayiyevedza zvisingaite ku sight Kwa right kwangu. Ndikaona kwakagara vanhu vaive vakagara vakaita round and vanhu vacho ndakaona ndichivaziva vese. Na Thomas ayivepo ndizvo zvakandipa kuda kusvika panduze kuti ndiwone chavaive vakagarika ipapo. Pandakasvika panduze I noticed kuti paitori vasikana vakawanda vandogara navo but vamwe vacho ndaisavaziva mazita avo vakatanga kunditi welcome queen tinokugamchirai nemfaro. Ndakatarisa kwaive na Thomas wanike naye akakotamisa chiso sezvaive zvakaita vamwe zvikanzi nhac mati mutitsike queen welcome garayi neche apa ayidaro achireva kuti ndayifanirwa kugara pa side pake. Andna kutaura ndakapfamba ndichinogara ndichinogara ndichibva ndapeputsva ne noise yayive panze. Kuchinzi timuke tisiye ta cleaner yard yechikoro kutarisa nguva pachi watch chaiye pamadziro kungodayi kutarisa ndakarowa nehana ndichiona past 4. Nhaimi kuti avarooye here vanhu ivava to cleaner chiyi husiku huno ndayitaura ndenga ndichiona pasisina kana munhu mu room ndaive ndasara ndiri one ndakamuka and changed hembe dzangu dzekuvatisa ndikatora chimwe chidhuku changu chekusunga mumsoro ndikatobuda ndichitosunga msoro wangu ndichiti ndibude. Door re main door dhuma dhuma nemsikana uya wekundivenga anondinyima chekudya kana ariye aripa juty yekubika andna kuda kutaura naye hangu. But andizivi kuti chii chaitika pandiri bvunzi rangu rayita kusimuka uku hana yangu ichirovera pamsoro ndikatanga kunzwa kupera simba kutadza chero kumira. Apa iye ayive akangonditarisa ndakabva ndati nezita rajeso ndokunda chte ndichibva ndanzwa munhu achiridza zitsamwa akatanga kupfamba kuyenda kwaive nevamwe ma koshi edu. Takabva tatanga ku cleaner hedu yard husiku ihwohwo takaitwa zvima group group inini ndichibva ndapiwa vana chte I was so happy because zve drama ndaisazvida hangu. Ndaive ndakunamatira kupiwa munhu kwaye asiri uya pakutitarisa but ndakatoshamisika ndichiona iye achisarudza kuuya kwatiri. Ndakabva ndazviudza kuti ndayisazozviratidza kuti ndotya kumberi kwake but deep down ndaitya ayichityisa hameno kuti chii chaitika pese pandayiva next naye and ndayipindwa ne fear yekuti even iye. Ayizviona manje ajaira this time I'm not going to be afraid ndoda ku acter like nothing chandotya chero hana ichibika mananga. Ndoda kumira Mira andijairira nguva yareba ndaitaura ndimire iye achiuuya pataive tiri takaita kutarisana murima imomo. Takabva tatanga kupfamba tichinonga marara isusu takanzi tiyende nechekuseri kwema block takatanga tichinonga pasina ayitaura ne umwe. Chero zvivanana zviya zvaive zvakanyarara hazvo kana talk tati pfambei pfambei ndakacheuka ndikaona msikana uya asisiko kana ayive ayendepi hameno andna kuda kuzvitsvaka hangu . Ndaka continue nebasa rangu suddenly I heard a voice kumashure kwangu kamwana kachichema kuti ndaruma snake snake snake ndayiwona yatiza yadayi. Ndakati ndisimudze msoro kwayitendeka mwana uya ndikaona kune msikana uya akaita kumira akapeta maoko ake zvake ndakatomborowa nehana kuti asi ndiye snake yacho imwe fungwa ikati. Nditange ndarapa mwana first ndaizotsvaka zvakawanda later ndakabata gumbo remwana uya then ndikaita zvandaive ndajaira but pakaramba kupora akaramba achichema then she said chero paruoko arumwa. Ndakabva ndatora ruoko rwacho then i prayed as usual but. Pakaramba kupora ndakatanga kubuda ziya ndaive ini manje ndichibva ndati hapana chinokunda masimba amwari i just need to pray zvinemasimba ndakabva ndatanga kunamata ndikanwa ndenga kuti ndaive ndane power rimwe risina kumira mushe ndichibva ndanomibata mwana uya achibva ati wuuuuuuuu thank goodness ndapora.in that moment inini ndakatanga kupera power ndakangonzwa kuti kwayive nevanhu vayibvunza mibvunzo but andna kukwanisa kupindura ndaive ndapasi. Ndakazomuka ndikazviona ndirimu room makaita kuzara vanhu msikana uya wandaive ndarapa ayive akagara kumsoro Wangu then nevamwe 2 vandakamborapa umwe ayive akabata ruoko umwe achindifena ne book. Vamwe vanhu vakamira vachita kusiririsa kuratidza kuti kudona kwandakayita kwakavarwadza havo koita vamwe vayifara zvekuti dayi ndafa chaiko. Kumuka kwandakazoita avana kufara nazvo zvakavabatabata kwakavarwadza zvekuti dayi vakawana mkana vayindidzipa chaiko ndiripa bed. Ndakamuka ndichibva ndati ndikuda kugeza I'm not feeling well apa kwayive kuda kutiza ma questions evanhu umwe wevasikana vandakarota husiku akati ndokuperekedza then i said ok vanhu vakatanga kubuda mu room without saying a word maziso. Avo ndiwo ayitaura chte then ndakasara ndikati kupi ko hapana kwandikuda kuyenda ini ndikuda kutsvaka kuti ndian arikuchija kwita nyoka pano pachikoro . Kana ndisina kumuwana andisi kuzozorora then msikana uya akabva ati queen please chimbozororayi mozozvita later ndakamutarisa ndikati what did you call me ? I'm i your Queen?ndakazvibvunza alot of questions who's this girl why ndayive ndafeeler comfortable sharing my personal things iye akabva ati sorry Maya ndaita mistake by the way I'm kith.ndakuda kupindura then ndakaona Thomas pa door akamira achinzwisa tsitsi. Zvikanzi Maya ndokumbirawo kutaura newe ndakamboda kuramba asi ndakazozviudza kuti renga ndinzwe I must proctect him arimujozi munhh uyu. Ndakabva ndati hope mukuda kutaura zvinhu kwazvo zvikanzi hemeno kuti iwewe uchazvitora cy but kwandiri zviri important takabva tayenda kichimuti chandayifarira so. Ndakabva ndati ataure nyaya yake akatanga kundiudza kuti iye achikura ayive munhu akashata ayita zvinhu zvakashata zvakasvika kumuisa pa wanted Kuma porisa nekuva nema enemie akawanda and pakazokura akabva atendeuka akatanga kunamata then vanhu vasatani vakatanga kumuti anorooya. Ndakabva ndati what kind of abilities did you develop, and who else was involved tell me more about it please I need to know more about it I can help you ne something. Ndakadaro then Thomas akanditarisa zvikanzi Maya the project was led by a scientist named chipo he said his voice low. She's brilliant, but ruthless she'll stop at nothing to achieve her goals." Ndakabva ndatora ruoko rakwe ndakamutarisa mumaziso chayimo ndikati what kind of abilities did you develop? I asked, with a curiosity muhana Thomas took a deep breath asati apindura zvikanzi i was given enhanced cognitive abilities he said. I can process information faster, remember more details, and make connections that others might miss. But it's not just that. I also have...other abilities. ndakabva ndati What kind of abilities is that i asked, zvkanzi na Thomas i can sense things," he said i can anticipate people's actions, and i can...see things that others can't so kare kwangu ndakabva ndatora that chance kuba mumashops kana kutengesa zvinhu zvakaita sembanje ndikatombova robbery kugura vana vevanhu misori chaiko. Kana kutora vana vevanhu ndichinovatengesa ndakanzwa kutya ndikasofunga kuti anditi ipast zvoreva kuti zvakadarika kare ka ndaisafanirwa kutya ndakabva ndati what about Tasha's accusations asi akakuona uchizvita i asked zvikanzi na Thomas kutaura chokwadi Tasha doesn't know anything Maya he said ndakabva ndati at least not yet iye akabva ati But she's getting close because mukurukuru wavo anoziva everything and ndiye achavaudza zvese iyeye And trust me if she finds out...ndinenge ndava in danger newe futi zvichanzi toshanda tese. Ndakabva ndati don't worry I'm ready to protect you and uncover the truth We'll figure this out, Thomas I don't mind killing someone ari bed ndichizama kununura the right ones i said ndichipa Thomas hug then takagara pasi tikatanga kutaura dzimwe nyaya But inini fungwa dzangu dzaive Kuna chipo Who was she, really? And what did she want from Thomas ndakabva ndatarisa Thomas ndikati i think we need to talk na chipo ndakadaro ndine serious face ndikayenderera mberi ndichiti We need to know what she's planning and what kind of danger we're in.Thomas nodded his head zvikanzi i agree but we need to be careful Chipo is not someone watigatamba naye ari dangerous mkadzi wacho. Ndakabva ndati oh i see manje inini I'm ready to face whatever challenges lay ahead Let's do it ndakadaro ndikati Let's uncover the truth, and let's protect ourselves and others now ndikufanirwa kuswededza Tasha panduze ndoda kumubvisa kuzvivi auuye Kuna mwari . And she is going to help us to complete our mission ndaidaro hangu na Thomas and ndayive serious nazvo takabva tasimuka inini ndaizvi feeler kuti tino winner chte and ndayive ready ku facer anymunhu wesi knowing that ndina Thomas by my side apa ndikuda kuita Tasha ave ku side kwangu futi hapana.................... Kith Thomas na Maya ndayivanzwa hangu zvavaitaura zvese nezvavaironga kuti vaida kuti Tasha ave ku side kwavo vayiratidza kufara nema plans avo zvisingaite But little did they know they were being watched. Boss wa Tasha akanzwa zvese was observing their every move. And they were getting closer to their target... Maya and Thomas arrived at chipo's office, determined to uncover the truth. Pavakasvikako vakawa gate woman ayive pa gate vakataura naye zvakanaka vachikudza kuti vaida kuona chipo but iye akabva ati She is busy do you have an appointment? Maya smiled sweetly zvikanzi hatina appointment but we're here to see her. Zviri emergency msikana uya akabva ati ok mirai ndinzwe then picked up the phone akasuduruka kwaive nana Maya after a brief moment chipo akabudikira achibva ku office kwake her eyes narrowing as she saw Maya and Thomas "Ah Thomas it's you she said i see you've brought a friend Come in Maya and Thomas followed chipo into her office vayitevera havo asi maziso Amaya ayive everywhere kuda kuona kuti chipo ayive munhu akaita cy chaizvo vakapinda mu office vakapiwa zvekugara zvakanakanaka zvikanzi na chipo so, what can I do for you? Ayiratidza kutya chaiko. Maya akabva ati we don't want to waste your time dear ndikutaura zvatapfambira pano. We know about the Eclipse project we know what you did to Thomas and we want to know why Chipo expression didn't change. Akabva ati the Eclipse project is a groundbreaking initiative we're pushing the boundaries of human potential and Thomas is one of our most promising subjects.Thomas akapindura nehasha zvikanzi i'm not a subject I'm a person and i deserve to know what's going on because kunyarara kushaya kuti chiyi chirikwitika. Chipo leaned back in her chair zvikanzi very well then i'll tell you everything but you have to understand the Eclipse project is bigger than you think it's a global initiative, with far-reaching implications. Maya akatarisa chipo zvikanzi What do you mean about that she smiled, a cold and calculating smile zvikanzi The Eclipse project is just the beginning she said we're not just enhancing human abilities we're creating a new generation of super-soldiers and Thomas is one of our most valuable and tinenge tichivashandisa Maya akatarisa chipo zvikanzi What do you mean? Chipo akabva ati ndikuti Thomas has abilities that could change the course of human history and we're going to use him to further our goals Thomas's face went white with anger. Zvikanzi You can't use me,I'm not a tool for you to manipulate chipo's smile grew wider zvikanzi "Oh, but you are she said and soon, you'll see just how far we'll go to achieve our objectives and iwewe Maya hapana zvauchaita about it just try to............... Book not edited To be continued
❤️ 🙏 👍 😂 😢 😮 376

Comments