
CYNTHIA SHONA NOVELS 🇿🇼
June 18, 2025 at 06:51 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VadmmJj545urLscEqj2v channel redu pinda 👆👆👆👆
https://chat.whatsapp.com/KIn0Qze2vGCL1hNn3RPpTS
Commenting group 👆👆👆👆
https://chat.whatsapp.com/GXaN7mm8uku2pcmE52nmv1
Main group redu 👆👆👆
MAYA THE DRAGON PRINCESS
WRITTEN BY CYNTHIA M
CHAPTER 6
Chipo
As Maya and Thomas were about to leave ndakaona umwe wevasikana vataishandisa kune imwe orphanage ku distroyer vanasikana tichiwana ropa achita kudhumana nana Thomas achibva ati follow me but chakandishamisa ndechekuti vakazivana cy nana Thomas. Because msikana uyu ayita kufemeruka kuratidza kuti ayive munhu anezvekutaura navo. Like arikuda kuvaudza something important ndakanetsekana zvisingaite zvinoreva kuti ndiye mutengesi wedu here. What's going on here ndaitaura ndenga hangu ndichibva ndazviudza kuti ndayisayenda kunobvunza asi ndayida kuvatevera kumashure kwavo. If ane something zvekuita about giving this people information about us anofanirwa kufa straight because hasi right zvachose. Akabva ati kunana Thomas follow me apo ayivati vapinde munechimwe chimba chaisagara vanhu.pavakapinda I followed them ndikasvika ndikamira nechepa door ndikanzwa msikana uya achidana Thomas zvikanzi ndauuya kuzokubetserai with something zvikanzi na Maya msikana ayive na Thomas what do you mean. Zvikanzi i know what's going on she said her voice trembling i've been investigating the Eclipse project, and I think I've uncovered some disturbing information that will help you.zvakashamisa vanhu vaviri ava kuti how come this lady akuda kuvabatsira but Maya hana kuda kuzviratidza kuti ayisa believer akabva ati What do you know?" she asked. Tasha akabva atora befu zvikanzi the Eclipse project is just a cover for something much bigger, she said a secret organization is using the project to create super-soldiers and they're willing to do whatever it takes to achieve their goals.akati adero Thomas achibva amutarisa kumaziso chaiko zvikanzi Tasha you don't understand the risks that you are putting yourself into he said zvikanzi you need to stay away from this.
But Tasha shook her head i'm already in too deep trouble ndaneta nekushandisiwa nevanhu ivava now ndakuda kumira ne truth and ndakuda kupfamba nemi Maya promise me you guys you are going to support me she said. Achiratidza kuda kuchema hameno kuti ayive ayitwa cy nana melody vakuru vavo akaramba achiti and i think I'm already in danger we are all in danger Akadaro then msikana uya Maya akabva ati we'll protect you Tasha she said. We are going to uncover the truth and bring those responsible to justice as they spoke ndaive ndakaterera hangu planing kuti ndoita cy to stop them because i know Tasha was getting close to the truth and I'm no going to let that happen. Ndakabva ndafunga plan yekudzima light remu room yavaive varimo then ndotora Tasha wacho I'm going to kill her.
Kiana
inini hangu ndaive ndakavata then ndakarota ndichinzi i must go ndinova na queen na king vaive mu danger then ndikatopiwa ne direction yavaive vari ndakabva ndamuka ndichimanya ndikapfeka ndichita kumanya kwete zvekutamba ndichibva ndabuda ndichimanya kwita semunhu achadona ndakananga kwayinzi ndiko kwayive nana king Thomas. Ndakati ndichisvika pazvimbo pacho ndaitowona light rakabaka kune ka room kandayive ndanzi ndiko kwayive nana queen Maya but pandakati ndipinde gate i Suddenly saw the lights flickered and the room went dark. Lucky ndayiziva kwayive ne ma plug acho ndichibva ndamanya kunogadzirisa then light rakabva rabaka futi
When the lights came back ndakanzwa Maya achi screamer " ooooh Maya's eyes widened in shock. "Tasha!" she cried, rushing to the door. But Thomas akamumisa zvikanzi wait we do you think you are going now he said i think i know what's going on. Chipo and her teams must have taken her because ndinoziva hu dangerous wavari and vanongona kunomuraya nhac so.Maya akabvudhuka zvikanzi hapana zvakadaro hambofe we'll get her back she said We'll do whatever it takes chero zvikanzi ndo last day rangu saving Tasha I'm ready.
Ayidaro Maya ndozvaive ari ayisada kuona umwe munhu achishungurudzika ayi fovor kuva iye anoshungurudzika all the times inini zvayindirwadza zvekuti ndaitoda kutomurambidza nditore hangu that risky. Ndakabva ndati hey guys gatitei plan tino nunura Tasha tese because the situation will not be good if we delay zvikanzi na king Thomas ko iwe uripano. Wasvika nguvai ndakabva ndati that not important now let's go and save Tasha I will explain the rest later vakabva vati yeah you're right let's get out here now. Ndakabva ndavayeva hangu vachipfamba kuuya kwandaive ndiri Maya ayive stressed ayive akanyarara hake achifunga kuti how to rescue Tasha. We rushed out of the room tichita kudongorera everywhere looking for any signs of danger. But hatina kuona chinhu then Thomas akabva ati they must have taken her to their headquarters he said we need to move fast Maya akabva ati Do you know where their HQ is?" she asked.
Thomas hesitated for a moment before responding i have an idea but it's heavily guarded We'll need a plan to get in because pane ma security akawandisa zvekuti tikaita mistake tobatwa Maya akabva apindura zvikanzi Leave that to me let's get up and get moving as we made our way to the organization's headquarters we encountered several obstacles but takarwisa ese ma guards and we dodged security cameras finally we reached mukati.takati ndichisvika Maya ayitoratidza kuti her heart iri kurovera pamsoro as she saw Tasha being held in a high-security cell. "Tasha!" Akadana trying to get Tasha's attention.Tasha akanyemwerera achiona vana Maya vachisvika and she smiled weakly zvikanzi you came for me akadaro achita kunyemwerera zvekuti wayitona wenga kuti munhu uyu akufara chaizvo.Then Thomas worked his magic on the security systems and the cell door slid open we need to get out of here now akadaro Thomas takuda kubuda takabva tasvikirwa nema guards akawanda and ayiratidza kuti mamwe acho anema Powers
But Maya and Thomas vakarwa zvinehungwaro but vakaroowa just when it seemed like all hope was lost Tasha revealed a surprising skill zvikanzi you must use your powers kuti tibude muno because vangu ava vakasimba and vakuratidza kusimba makumbo chaizvo so please use your powers I know kuti mese here mune ma powers munotochija kwita tu kiti if you want to.
Ndakabva ndati together we are going to fight for our safety and I'm sure we are going to win guys I promise you-all takabva tatanga kuishandisa ma powers ma guards aya ayive atibvarira nzira achibva abuda zvikanzi na Maya You're full of surprises she said achireva kuna Tasha then she smiled back nenyemwerero zvikanzi i've been learning how to defend myself i knew I was in over my head with this investigation. Thomas akabva guys we need to get to a safe house this people won't stop until they've silenced us as we made our way to the safe house Maya couldn't help but wonder – what other secrets lay hidden beneath the surface what would they uncover next?takati tiripakati pekufamba we noticed kuti tayiteverwa. Then we...........
Book not edited
To be continued
❤️
👍
😂
🙏
😮
😢
236