CYNTHIA SHONA NOVELS 🇿🇼
CYNTHIA SHONA NOVELS 🇿🇼
June 20, 2025 at 05:05 PM
https://whatsapp.com/channel/0029Vb5UZEO4yltVFDFMDV1d *❤‍🔥❤‍🔥❤‍🔥❤‍🔥❤‍🔥❤‍🔥❤‍🔥❤‍🔥END UP FALLING FOR HIM* ❤‍🔥❤‍🔥❤‍🔥❤‍🔥❤‍🔥❤‍🔥❤‍🔥❤‍🔥❤‍🔥❤‍🔥 inyaya yemwanasikana Joyline aiva mushandi pamba pababa vake achitohoreswa mari. Apa aishanda achizviendesa kuchikoro nemari yake. Pamwechete nekuenda kunobhadhara ma hospital bills amai vake vairwara. She later on sacrificed kubvuma kuroodzwa achiri mudiki kuitira kuti awane mari yekurapisa amai vake vainge vorwara zviri serious vatove padeath bed chaipo. Handei kunozvinzwira kuti nyaya yacho yakatangira pai. Uye ichandopera sei kumapeto. Musazoti handina kukuudzai nyaya iyi ine moto usingaite.🔥🔥🔥🔥 manyai ini munonondiwanirako🏃‍♀️🏃‍♀️🏃‍♀️🏃‍♀️🏃‍♀️🏃‍♀️🏃‍♀️🏃‍♀️🏃‍♀️🏃‍♀️🏃‍♀️
❤️ 👍 6

Comments