GOSPEL UNLIMITED RADIO
GOSPEL UNLIMITED RADIO
May 24, 2025 at 06:12 PM
*BREAKING: Munhu Wese Anotyaira Motokari yeRudzi rweFord Ranger 2024 Anokurudzirwa Kunoisiya Kumutengesi Wake Kuti Igadziriswe Sezvo Irikunzi Haina Kugadzirwa Zvakanaka Uye Inokonzera Njodzi* *By T1* *Saturday 24 May 2025* *______________________________* National Consumer Commission yazivisa kuti motokari dzemhando yeFord Ranger dza2024 dzisorwe nekuchimbidza nekuda kwekutadza kugadzirwa. Vakuru vayambira kuti kumberi kwemotokari iyi hakuna kugadzirwa zvakanaka nechepazasi zvinogona kukonzera kuti vatyairi vatadze kudzora mota izvo zvinozokonzera tsaona. Kukanganiswa uku kwanzi kunokonzeresa njodzi yakakomba kukarega kugadziriswa nekukurumidza. Wese ane motokari yeFord Ranger 2024 akurudzirwa kuti abate mutengesi wake wepedyo kuti motokari yake iende kuno ongororwa nekugadziriswa. *Join our WhatsApp Channel* https://whatsapp.com/channel/0029VagrAeVBadmVXBWAJQ2C *Advertise with us* WhatsApp ‪‪‪‪‪‪‪‪+263718800046

Comments