
GOSPEL UNLIMITED RADIO
May 24, 2025 at 06:13 PM
*Dzimba Dzinodarika 16,500 kuEpworth Dzakatarisana Nekuputswa Mushure Mekunge Dzawanikwa Kuti Dzakavakirwa Panzvimbo Dzirikuda Kuvakwa Zvikoro neZvipatara*
*By T1*
*Saturday 24 May 2025*
*______________________________*
Dzimba dzinodarika zviuru gumi nezvitanhatu nemazana mashanu kuEpworth dziri kuda kuputswa mushure mekunge dzawanikwa kuti dzakavakirwa panzvimbo yakarongerwa kuvakwa zvikoro, zvipatara, makirinika, nenzvimbo dzemaindasitiri.
*Join our WhatsApp Channel*
https://whatsapp.com/channel/0029VagrAeVBadmVXBWAJQ2C
*Advertise with us*
WhatsApp +263718800046