MARRIAGE TIPS HEALTH AND BUSINESS ADVICES💃🕺💝
MARRIAGE TIPS HEALTH AND BUSINESS ADVICES💃🕺💝
June 20, 2025 at 03:03 PM
*MKADZI ANEHUYANGA / CHAPA* *1)* Mkadzi anorara asina kusuka ma plates. *2)* Mkadzi anoswera akapfeka pant iroro muswere wese asiri kuchinja. *3)* Mkadzi asingageze nhengo after every hour. *4)* Mkadzi asingageze nhengo musati matanga bonde. *5)* Mkadzi asingageze mazino nguva yekurara. *Follow this channel 👇🏽* https://whatsapp.com/channel/0029VaF9ofNElagnKJDpvL08 *6)* Mkadzi anoenda kuchimbuzi manheru kunoita tsvina. *7)* Mkadzi asina teapot anoisira murume tea ichibva mupoto. *8)* Mkadzi achiri kupakurira murume mundiro ye simbi achirega kutenga ma dinner plates. *9)* Mkadzi anoita kupukuta achirega kugeza mapedza bonde. *10)* Mkadzi anounganidza ma pant akasviba anetsvina mu washing basket ozowacha awanda. *11)* Mkadzi anorara nechigaba cheweti mu bedroom ipo paine toilet mumba. *12)* Mkadzi anochengeta ma nappies ane tsvina mumba nekurasa ma pamper pese pese. *13)* Mkadzi anoisa chikafu mu handbag rinomboiswa ma pads. *14)* Mkadzi asingawache na curtain nemagumbeze pamwedzi wega wega. *15)* Mkadzi asingagere muhapwa ne choya chake. Tsvaga mabasa ako apa ugadzirise mudzimai💝💖
❤️ 👍 🚮 3

Comments