MARRIAGE TIPS HEALTH AND BUSINESS ADVICES💃🕺💝
MARRIAGE TIPS HEALTH AND BUSINESS ADVICES💃🕺💝
June 20, 2025 at 07:31 PM
*📰Mudzimba with hot talk* *FOLLOW THIS CHANNEL✅* https://whatsapp.com/channel/0029VaIOdIS7DAWypOdzjd3z Makadii tete hide my ID, ndiri mkomana ane 30 years ndoda kutenda Mwari nemsikana wavakandipa, last year ndirikumusangano I prayed for a partner and I met one in December so nyaya yangu yakamira so kuchurch kwedu hatibvumidzwe kusangana nemsikana pabonde musati maroorana asi isu we always have s€x every weekend we meet so musikana uyu tete one thing I have notice zvandikuda kupupura kwamuri ane lucky or should I say ropa remari, every time when I have s€x with her ndobata Mari isingaite the following day I thought it's just a myth but I have noticed that whenever I sleep with her chero ndisina Mari panotoitika deal robhadhara zvekuti ndini togona kubata Mari ye pay in once day, ndichitarisa hupenyu wangu nevanhu vandaifambidzana navo kare zvaitorema pamwe ndichitoshaya Mari ye chikafu though I was employed, now I have a different job and am out of Zim and after I met this girl everything changed, ndakatodzidza kuti dzimwe nhamo or some misery arimu hupenyu wedu vanhu vatinofambidzana navo, my goal is to get married this year in September and I want to raise Mari yekuti vatezvara vangu vanofara uye vanondipa a blessing, my girlfriend anoshanda mu saloon uye wakagumira olevel, ini ndakaenda ku University, Shoko rangu am not bragging but kutenda Mwari, plz post for me
Image from MARRIAGE TIPS HEALTH AND BUSINESS ADVICES💃🕺💝: *📰Mudzimba with hot talk*    *FOLLOW THIS CHANNEL✅*  https://whatsapp...
❤️ 🙏 👍 33

Comments