
CHAKAFUKIDZA DZIMBA MATENGA💦💦💦
June 21, 2025 at 06:23 AM
`nyaya yechirwere`
Hello Auntie,,pliz hide...
So i married my husband tikatochata zvakanaka naka hedu,,Mwari akatikomborera nevana vakomana vaviri mapatya edu,,so umwe musi ndakati ndichitsvaira mumba zvekusimudza simudza zvinhu kuita thara cleaning iya,ndiye dhuma dhuma nechibhuku chemurume choratidza kty munhu wangu atori pamushonga hake.Ndakachema veduwe ndikaonda ne2mins chaidzo,apa iye aive aenda kubsa,kna simba rekupedzisa zvandaive ndasimudza simudza ndakarishaya.ndakazongosimuka ndikadzosera zvazviri ndikamirira munhu wangu kty asvike tipedzerane,,akasvika ndakamumirira chaiko ndikamubvunza and iye haana kna kumboratidza kuvhunduka hake ndikatotanga kuchema akati usachema mai2 hongu ndinomwa mapiritsi asi chandinoziva ndechekty iwewe nevana muri safe because viral load yangu iri very low zvekty iwewe handikuzori zvachose,enda hko kuchipatara unotarisa.ndakapopota zvekty ndakahwa kty ndapopota pano bcoz he had no right to hide that from me at all.i was heartbroken,ndakatarisa vana vangu ndikanzwa moyo wangu kupisa kty vana vangu.So after madays ndakazoenda kuchipatara ndichinotariswa ropa ndikawanikwa ndir negative zvese nevana vangu we wer negative hedu.Ndakanzwa moyo kureruka,then ndikadzokera kumba ndikanonamata veduwe kty maita bsa henyu Mwari,,so murume adzoka takazotaura akanditi tichaenda kuNew Start tononyatsotsanangurirwa zvakanaka zvizere pachirwere ichi and zveshuwa ndakabvako ndakagutsikana kty ndir safe,,now tave ne5years naHubby still negative,,tikutoda kuita mwana wechi3🩷
🙏
❤️
😂
😢
👍
👫
😮
🚽
25