
Learn Or Perish🧂
June 19, 2025 at 07:03 PM
*Response*
Team ririkuita makore akawanda nema babe iro kurikuendwa ndopasina coz u will exhausted everything muchidanana ska kuroonana kunozonetsa hapana pamunoroorana makubhowana talking from experince. 😅😅😅 inin ndakaroora wife wangu ndadanana naye gore dumping we 3 yrs coz we exhausted everything soo gels ngwarai kunze uko
😂
💯
🖕
👍
13