
FloTheStylist
May 31, 2025 at 06:13 AM
Been seeing people confused about kupfeka jombo refu rakapinda muDress or skirt. I just had to bring you examples kuti muwone. Dzimwe nyika dzinotozvipfeka ndomapfekero avo and itori style.
I also saw someone achitsuura munhu kuti jombo refu Dai wapfeka neShort dress , so I just had to post about it ,kuti ayehwa zvitoriko zvekupfeka jombo rakapinda muhembe.
It all comes down to preference kuti iwewe unozvidawo here or zvichabuda pauri here.
Click link to see the examples I posted 👇
https://www.facebook.com/share/p/16R44uRF8K/

❤️
👍
🙏
😂
😢
90