ENTERTAINMENT HUB😅
ENTERTAINMENT HUB😅
June 21, 2025 at 08:37 AM
*Ndeupi munhu ari worse apo*👇👇 *😂munhu wekuti munodanana asi asingakuudze kuti ane mwana* *💛munhu wekuti unodanana naye asingakuudze kuti ane chirwere* *💙Munhu wekuti munodanana asingakuudze kuti ari mumarriage* *😭Munhu wekuti anokuudza zuva remarooro day okuti fano gadzirirai obva anoroora zvake kumwe* *❤️Munhu wekuti anokupa mari yabva kuchikomba kana kusmall house achiti ndiye aishanda.* 💔 *munhu wekuti munoroorana mugogara mese asi usingazvibate kut ari mune inwe marriage* *Kana waverenga usaende usina kusiya reaction or emoji❤️💖💗‼️*
💛 😂 ❤️ 😢 😭 💙 😮 40

Comments