ALL ACADEMIC HELP
June 18, 2025 at 07:01 AM
Tsumo Today👇🏾
*Rombe rinosekwa richaenda, kana rodzoka hedzo nhureture*
Munhu anongosvorwa chete kana achitanga kuita zvinhu zvake asi kana zvabudirira vanhu vanorumbidza.
Mangwanani akanaka. Titende musiki🙏🏾
🙏
❤️
👍
💙
10