ALL ACADEMIC HELP
ALL ACADEMIC HELP
June 21, 2025 at 05:14 AM
Tsumo Today👇🏾 *Kurumwa netsikidzi rambira mumba, chitete chinopinza mune chikobvu* Kupokana nekuda kwechinhu chidiki muwirirano hakufaniri kukonzera kuparadzana, kugadzirisana pachenyu chinyararire kunodzivirira nyaya duku kuti ive dambudziko guru rinogona kuvhiringa wanano kana hushamwari. Mangwanani akanaka. Titende musiki🙏🏾

Comments