JOKES RELOADED ZW🇿🇼
JOKES RELOADED ZW🇿🇼
June 19, 2025 at 08:23 AM
*Baba vakauya ne Honey (huchi) kumba ndokupa vana vavo vaviri. Chidiki chakanakirwa ndokubvunza kuti, Daddie zita rezvinhu izvi rinonzi chii? Zvikanzi na dadie vacho, Zita randinodeedzwa namai venyu kana ndisipo. Kahombe kacho kachisvipa, "Imhata mupfana svipa. Tadyiswa mhata."*
😂 😮 ❤️ 👍 🤣 💓 😏 😫 🙃 🫣 194

Comments