
JOKES RELOADED ZW🇿🇼
June 20, 2025 at 02:06 PM
*Muroora akatemwa nemusoro murume ariHarare. Mai kwakufona kuti mukadzi arwara. Murume kwakuuy kwakupinda mumba mune murwere. Vakazobuda mukadzi akutomhanya mhanya kubika apa murume zip yakashama, mai kwakuti, "Wavakunzwa sei muroora?" Murume akati, "Apora uyu, ndamuvigira mapiritsi." Mai kwakuti, "Chivhara pharmacy mwanangu."*
😂
😮
❤️
😅
👍
😢
🥰
145