JOKES RELOADED ZW🇿🇼
JOKES RELOADED ZW🇿🇼
June 20, 2025 at 05:46 PM
*Mhofu* The reason why ndakasiya Maths tainzi tsvagai Volume pasina Radio nemaSpeaker, aa zvaindibowa ini😂😂😂*...🏃🏻 *Shumba*: Ini ndakasiira pakuti 10pple multiplied by 0 konzi answer ndi 0 *Mukanya*: Inini ndakasiyana nadzo pandaiita nharo kuti huru ndiani pakati pa¼ na½ .. cz vamwe vanoti ndi half bt tikati ½×½ =¼ ...tkati ¼+¼ towana ½ 😂😂😂 *Sabhuku*: Ini ndakasiira pakunzi 0000 ndo 12 o'clock Chihera :; ini ndakasiira pakunzi 13:58 ndi tuu tu tuu🤣🤣🤣
😂 🖕 🙏 ❤️ 👍 👏 64

Comments