
JOKES RELOADED ZW🇿🇼
June 21, 2025 at 03:19 PM
> *Ichi chinoda reaction usati watanga kuseka😂😂🙌🏻🙌🏻🔥🔥*
```Vakambo batwa ne running stomach vari pasingaite tiudzeiwo 🤔😀```
*Ndakabatwa ne mudumbu ndiri pakati pekunamatirwa kuchurch. Haaaa mudumbu makati krrrrrrrrrrrr haaa iwe ndakasimuka ndikarova Bara ndakananga ku toilet🚽*
*Pandakati cheu ndione eeee maUsher achiteera kumashure wachindimwaya annoiting oil*
*Haaa pakaita batai batai ipapo vachibva vanditi dzvii*
*Nguva yese iyi vaifunga kuti idemon vasiri kuziva kuti mmmm ndiri kuda kutopazha*
Mufundisi akasvika akati *ndiwe Ani?* Ndikati imi handina Demon ndiri kuda kumama zvikanzi na mufundisi *haaa mamira pano ndati ndiwe Ani?*
*Umwe Usher ndiye wakazoti mmmmmm ari kusura munhu uyu, ari kuda toilet haanyepi😩🤦🏻♂️😭😭😭😭*
😂
❤️
🏀
👍
💔
😢
😤
😮
🤣
🥶
45