
Tilder Live Zim Secrets & Confessions, News
June 19, 2025 at 09:14 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaadbeK7oQhUsp9sDw2V
Tete ndihwandiseiwo mundikandirewo.
I'm a lady in her aearly 30s married. Takaroorana nemurume wangu for 7 years l thought we were happy uye ndaifunga kuti hapana chichatiparadzanisa.Pamakore ese aya mbereko yairamba infact ichirikungoramba and zvaindidya moyo asi taisimbisana nemurume tichiti chero vanhu vakataura chakakosha kudanana kwedu.kuma doctor taienda vachibgotiudza different zvinhu kumaporofita tichiendawo tichingobqtsirwa until musi uno ndanzwa kuti wangu murume akatomitisa kunze kutorine mwana...uumh l'm heart broken kusvika pekupedzisira chokwadi chese ndinacho iye hasati aziva kutii ndakazvinzwa ndave kuziva a close relative ndiye akandiudzawo ndikafunga kuti kunyepa ndikazozviona. hazvisi kutambirika l don't know if l must ask or ndomumirira azotaure hake. chirikundirwadza ndechekuti ndaifunga kuti tiritese asi mumwe wangu aivewo nedzake pfungwa.
Chinhu chinonzi kushaya mwana chinhu chakaoma pasi pano or maybe ndinodaro nekuti I situation yandiri hameno. Kuma family gatherings unenge uchingotarisirwa pasi ipowo panoungana kana vakadzi chaivo unofeeler out of place vamwe vachitaura nezvevana vavo nema preg experiences avo.Ndaane week ndisingaende kubasa iye ndakangomuti ndirikurwara not well asii mumoyo mangu mu e bundu hombe and l don't think if l will ever heal. ndinoziva he deserves kuvawo nevana and l guess l will be ok nazvo. lm thinking kuti ndimuudze kuti l now know ngaachingotora hake mainini tiite hedu barika racho riri official aite hake vana zvakasununguka but then inini l don't know kuti how will l feel ndichiona izvii or otora hake iyeye inii ndosiya hangu imba nekuti one way or the other l will never heal from this ndibatsireiwo nemazano hama
😢
🫂
💔
😭
🙏
👍
😮
🏃♀️
💩
🛐
65