Tilder Live Zim  Secrets & Confessions, News
Tilder Live Zim Secrets & Confessions, News
June 19, 2025 at 09:18 AM
*AKUBAYIRA ZANI NDEWAKO* https://whatsapp.com/channel/0029VaZo2Qx4o7qQUBPAWR13 👨‍❤‍👨👊🌎🌙🌜🌞☀⛅ It's only those with empty stomach who knows the important of food. Ndevaya vasina kuroorwa chete vanoziva kukosha kwevarume. Inherera yega inoziva marwadzo okushaya mubereki. There are so many things that we take for granted in this life. Zvoita sekunge iright yedu kuva nazvo. Dai waiziva kudhura kwemweya womuchipatara zvokwadi waisadadira wamahara waMwari wakangozara pese pese. Munhu ari pa wheelchair ndiye chete anoziva kukosha kwegumbo raanotosuva kuti dai ndine makumbo Mwari ndaimutambira kusvika mai vapopota asi rako nderekufambira kupesanisa makuhwa pfambi nedoro? Bvunzai isu tisina kana kumbotengerwa socks zvaro nababa tinokutsanangurirai kurwadza kwazvo. Bvunzai isu taive nenzara tinokurondedzerai kunaka kwaJehovha. Bvunzai vasina kumboona chiso chaamai kana baba vakuudzei kudzama kwemarwadzo acho. Zvinoita sezviri nyore kunge zvinojairika kana usiri mazviri. Let me tell you hama inyasha kuve nemubereki inyasha kuve neutano inyasha kurarama haisi kodzero yenyika kuva nemhuri vana mudzimai kana murume dzingori nyasha dzaMwari kwete kugona kana simba rako. ❤️Follow this channel 👇🏽 https://whatsapp.com/channel/0029Vb5rLVk7oQhce3twFP3S Bvunza asina mwana akuudze kuti mwana haisi choice but grace and favour. Vamwe motosvotora mimba kurasa vana kana kufuratira vana. Bvunza ane cancer kana bp and hiv akuudze kuti kuve mutano zvinorevei and unobva waziva kuti utano hakusi kuva naspecialist doctor asi kuti inyasha. Tisu nekufunga kwedu tinozoona kukosha kwechinhu chisisipo. Vadadirei chaizvo vabereki uchiita 10years kuJoza uchidya lifa ivo vachiswerera chakata nemagwavha setsoko kuita senge wakasvinwa pamota. Mushungurudze murume iyeye too bad nokuti nyika nokuzara kwayo ndeyako unoroorwa kasingagume. Siya vakadaro vana ivavo vanozvikurira sesora iwe nakirwa nehupenyu. Murove mudzimai iyeye aende ko vanopera here vamwe varikutodawo kuuya! Oh! Ko irwo ruponeso rwatinodadira as if takachekesa makey kudenga? Paicharira hwamanda ndipo pauchaona kuti zvamahara zvinodhura* 😭😭😭👏👏👏👏👏 *Nyeurirawo vamwe vatendeuke kusanganisira neniwo nditumirewo back. Mwari akomborere kudzidziswa kwedama rake zvino nekusingaperi. Amen.
🙏 ❤️ 👍 😮 30

Comments