Tilder Live Zim  Secrets & Confessions, News
Tilder Live Zim Secrets & Confessions, News
June 19, 2025 at 11:50 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VakNcUNL7UVZmYD3ZW2O *CHIFUMURO CHEGONO* *Chifumuro Chegono hachisi chifumuro njee or chawakambonzwa uye hachiwaniki pese pese* *Gono rechifumuro* rakasiyanei nechifumuro chatinoziva or chatinoudzwa?????? 🌿 Chifumuro chinoshanda kufumura muvengi or zvakaitwa newakaipa or zvirikutoitwa newakaipa pauri. 🌿 *Chifumuro CHEGONO* chinokudumura hungava hurombwa hushereketwa nekudzosera kwazvabva* 🌿 *Zvi Tsinga zviposhwa zvinotumirwa or kuita zvekutsika chinofumura nekuroyonora* 🌿 Kune vaya vanoitwa mubobobo kuhope or vakasvinura kupfeka *Chifumuro CHEGONO* haufi wakadzoka mubobo iwoyo 🌿 *Zvimwechete nekurara uchirarwa na sekuru varikugokwe or zvikwambo zvakaiswa usingazive kupfeka mazuva matatu hauvatiwizve zvakare* 🌿 *Kupfekedzwa face yagogo or tete vekumasvingo mukomana or murume otonzwa kusemeswa newe chinofumura zvekuti unotoshaya kuti asi ndazonaka nhasi wakungonzi asi mukadzi wangu wakanaka* 🌿Kurota uchingodya nyama unovaperekedza kunoroya usingazivi , chishandisa zvako vasvika chiri mupiro pasi pe mattress kunoedza vasina kwavaenda newe* 🌿 *Ma girlfriends akukuchemedza vakapfekera baba vekwako mushonga wekuti usemwe Baba pavanouya vachirara newe wachipfeka zvako mazuva matatu unouya uchinzi sorry handizivi mweya upi wanga wandipinda zvafumuka* 🌿Kumabasa pese panonzi vanhu vawandisa ndiwe unotanga kunzi imbomira this month asi vamwe vachisara,pakabiwa ndiwe unodomwa wakapfekedzwa munyama dyambwa etc *Chifumuro CHEGONO* chinoita upapupure chete 🌿 *Ukakweretesa zvinhu hapana anoda kukubhadhara vamwe vanoku blocka vamwe vanotoda kukurovera mari yako wakarerutswa kumunhuwese newakaipa ne Chifumuro CHEGONO you will testfy* 🌿Hama dzemurume unoitira zvese asi havakude zvakadaro vatori nevamwe vanhu vavanodeedza kuti varoora iwe uripo wakaiswa zimweya rekuvengwa *Chifumuro CHEGONO* chinozvipedza hushereketwa hwese ihwohwo* 🌿 *Mweya wehudyi ukabata mari mwana anototi arware baba vanotonzi vazvitema nedemo mai vanotonzi BP yavo yakwira kuti usaite chinobatika .Mabasa unongovimbiswa asi havakudaidze unowana raitwa neumwe asingatorigone asi iwe une ma certificate aro wakashoreka asi Chifumuro CHEGONO you will testfy* https://whatsapp.com/channel/0029VafJWODA2pLJd30oeA37
👏 🙏 ❤️ 😂 6

Comments