Tilder Live Zim  Secrets & Confessions, News
Tilder Live Zim Secrets & Confessions, News
June 19, 2025 at 11:50 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VakNcUNL7UVZmYD3ZW2O Kurota nyoka zvinodudza huroyi kana midzimu zvakuenderana nenyoka yawarota -shato ndiyo inowanzodudza mudzimu Kurota uchinaiwa -kusunungurwa kubva mumadzudzo Kurota michero -upenyu Kurota urimumvura yakachena -kuyambuka neraramo Kurota uchirima -ngwarira mitauro Kurota uchitsvaira -kubvisa marara muupenyu kana munzira dzako Kurota uchitaridzwa miti nezvainoshanda -une dare reurapi Kurota uchiridzirwa ngoma -unechivanhu Kurota uchirumwa nenyoka -wakurirwa nemhepo dzevaroyi Kurota uchirumwa nembwa -urikurwiswa nemhepo dzevaroyi Kurota uchipfurwa -urikurwiswa newakaipa Kurota uchichera gomba -rufu Kurota uchidhigidha mumvura yakasviba -urikutenderera mumadzudzo Kurota Uchida kutungwa nemombe -ngwarira kubaiswa nenyanga Kurota uchifamba muuswa wakasvibira -raramo Kurota zvigure -kumabvakure zvinodudza midzimu yavo kune vamwe imhepo.dzakaipa Kurota mombe tsvuku -ngozi Kurota uchirohwa nebenzi -ngwarira nzira dzako une kusafamba zvakanaka kwaunako kana hurombwa Kurota wakatakura huni nyoro -urwere Kurota uchirumwa nenyuchi -zvitumirwa Kurota uchiita pupu -kubuda kwechakaipa paropa rako Kurota moto -idzudzo rakaipisisa https://whatsapp.com/channel/0029VafJWODA2pLJd30oeA37
🙏 👍 👏 😆 😝 🥰 11

Comments