
Tilder Live Zim Secrets & Confessions, News
June 20, 2025 at 11:12 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VakNcUNL7UVZmYD3ZW2O
ZVIRATIDZO ZVE ((SPIRITUAL HUSBAND or WIFE))
Mweya iyi inowanika pane vanhu vakawanda.. spiritual husband or wife HAYIWURAYE munhu kana kana ,asi chinangwa chayo chiri pakuvhiringidza chete kuti ZVINHU zvisafambe Zvakanaka chete
• kurota uchiita bonde..
•Kuvenga wanano,kusada kuroorwa
• Kurota uine nhumbu
• Kuyamwisa mwana muhope
•kurota UNE murume or mudzimai muchiita shopping
•Kuona murume akarara padivi mu
hope
•Kubva pamuviri mushure mekurota uri pabonde
•Zviroto wet dreams
•Kunonoka kuroora kana kusaroora zvachose
•Kuva nenyaya dzekubasa dzakaita sekutadza kuzivikanwa nemukuru wako nevaunoshanda navo, kusarurwa,kubatwa zvisina kunaka uye kudzikisirwa.
•chinhu chinomhanya mukati medumbu rako kana kumusoro uye pasi pehuro yako
•Money doesnt last in your hands
•Kutadza kugara nemuwanano
•Kugara uchiita bonyora
•Kusanzwisisana murudo
•Kurota nyoka 🐍 nembwa dzichikuruma
•kurota uchiyamwisa mhuka...
80% ema marriage/relationship yakaparara nekuda kwespiritual husband/wife but nekuda kwekushaya zivo vanhu vakangonzwisisa nokugashira kuti zvirikoooo
Vanhu vazhinji vakadanana nevakomana kana vasikana vanopfuura 3 kusvika 7 vasina kugarisana
kudanana nhasi 2 months he or she leave with you without a reasonable reason
unosangana nekukundikana kwakawanda, kuodzwa mwoyo dzamara umwe oti ndakuzviraramira ndega spiritual husband or wife inobva yafara chinangwa chazadziswa
vamwe vanoti ""kubva pakafa murume wangu or mudzimai wangu handina kuzowana kana wekudanana naye kana ndikawana hakuna kwatinoenda tasiyana kusemiwa"""
spirit yeumwe Wako akafa inoda kupatsanurwa , bond iya yamaiva nayo Ari mupenyu ibve
ndizvozvo nekuspiritual marriages inoda kubviswa pauri..Zvakawanda zvinobatsira padambudziko iri sekuita shonganyika.. mutandangozi kana murambatsvina iya inosanganiswa nembanda yemakoma
https://whatsapp.com/channel/0029VafJWODA2pLJd30oeA37