
Tilder Live Zim Secrets & Confessions, News
June 20, 2025 at 02:43 PM
https://whatsapp.com/channel/0029Vb3OtZBE50UgJE9RwC39
https://whatsapp.com/channel/0029VafjkIfGehEEXQldHW0m
*Remedy yekupedza kunhuwa kwenhengo yemukadzi zvachose.*
1) Kana mapedza kuita bonde Mukadzi ngaaenda pa chamber or bucket rako woita weti uchigeza nhengo yako neweti iyoyo wozopedzisa nemvura I tell you haumbofa wakaita kasmell futi.
2) Munhukadzi ngaageze nhengo yake nemvura yakachena nguva nenguva kwete kumirira kugeza vavakuda kusangana naBaba chete. Please ndapota musageze nhengo dzenyu nesipo zvinoita kuti nhengo izoite zvimwe zvirwere kana kuti inopedzisira yavakushaiwa mafeelings nekuda kwemishonga inogadziriswa sipo.
3) Munhukadzi ngaageze nhengo yake neGyna guard or Apple Cider nhengo inoita very fresh zvekuti hakuna chero kamunhuwi kanozombonzwika zvachose. Gyna guard inotengeswa mumapharmacies. Vanoda photo reGyna guard munondibata kuinbox or ndoisa pagroup kana muchida kuiziva.
Ndapota madzimai musadzinge varume mubedroom or kuti vashaiwe havi yebonde nekuda kwekunhuwa kwenhengo kunovhariridza imba yose or zvekuti murume anorumwa nemosquito achitadza kufuga jira kumeso. Ndatenda madzimai.
❤️
🙏
👍
😮
11