
Tilder Live Zim Secrets & Confessions, News
June 21, 2025 at 02:52 PM
*VAGINAL DISCHARGES*
Follow this channel ✅https://whatsapp.com/channel/0029VakNcUNL7UVZmYD3ZW2O
1.Beche rine hutano/A Healthy Vagina
Kazhinji my darling kana discharge isinganuhwe, isingasiye malabia ako(matinji) uye emukati aye (minora) achivavirira mbijana, isina a clear, clear colour ndihwo hunonzi hukadzi chaihwo ihoho.Zvinenge zviri very, very healthy.Mukadzi wese anotofanira kuzvibuda, zvinozongosiyana chete amount and frequency.Just that.Beche rinoshanda se passage between outside body ne inner reproductive system yako.Mukati mebeche mune inonzi pH, pH iyi inofanira kugara iri acidic.Acidic nature yayo inokonzerwa nema bacteria ari naturally occuring imomo.So beche rinoita ma secretions iwaya mushona anonzi maronyo as it cleans itself and regulates itself.
2.Normal Discharge;
Inogona kuve very clear, whitish or yellowish.Yellowish kwete ichibuda aiwa, but kana yaoma iri pachijira.Sometimes inoita itete sometimes inoti korerei mbijana depending neweight yako mukadzi, nekuita bonde kwako nezvimwe.Ma changes ku normal discharge anogona kuvepo zvichikonzerwa ne:
a.Stress,
b.Nhumbu,
c.Ma periods,
d. Birth control,
e.Mapiritsi mamwe aunonwa like eBP,ulcer etc
f. And as we said earlier ne degree yekunzwa kuda murume kwako(zemo), the more the feeling yekuda kusvirisa, the more the discharge.
3.Masigns Edischarge Inenge Isisina Kumira Mushe-
Kana pave kuvava , pakuita rash kana kuzvimba.Kana discharge yave kuitika nguva yakawanda and yawedzera stereki.Kutsva uchiita weti.Kuita zvimasadza or cheese-cottage like,discharge yave kuchinja colour kuita kahugreysh etc.Unogona kunge wave nezvizvizvi:
a) *Bacterial Vaginosis*.Unoenda kuna chiremba otokutarisa okupa metronidazole.
b) *Trichomoniasis* -Iyi inowanzouya nebonde.Murume wako anenge akutoendawo kwachiremba.Asi nguva zhinji dzayo inogona kuuya through towels as it can live 24 hours in moisture.So usazoti pane akahuraba.Chiremba will explain to both of you.Unopihwa same mushonga netumwe padivi.Chief use yekunoona chiremba mese ndeyekuti iwe nemumwe wako mese mupihwe mushonga to avoid recurrence.Ukaenda wega ukarapwa wega mumwe wako asina kurapwa achakupa futi and it becomes a cycle.
c) *Yeast infection* -Yeast infection hazvireve kuti mune chakapinda munhengo yemukadzi kwete as in kuti mukadzi aita chikomba.Zvinongoreva kuti pH yave unbalanced.Mudzimai wese ane yeast munhengo yake.Kana pH isisina kubalancer ndipo panozoita that discharge.(Tichadzidza soon nezvinokonzera yeast infection kana kuti candida. Madzimai akawandisa kwazvo ari kuita this yeast infection problem. But well, inorapwa ne ma anti-fungal tablets)
How To Avoid Yeast Infections & Unhealthy Discharge
1.Idya ma balanced meals always nekunwa mvura yakawanda.Inwa at least 2-5 litres to 3 litres a day.
2.Nyatsochenesa mukati mebeche rako and keep the area kwese kune bvudzi kuya pakati pezvidya nematinji paya neku anal hole very dry. Unosara beche rakubuda kavanilla scent, kafresh cream breath.
3. Pfeka cotton pantie most times during the day, actually it must be a must.
4. Wiper uchibva front to back wapedza kuita weti or solid waste not from back to front.
5.Usashandise deodorised pads or tambons.
6.Dont ever use petroleum jelly kuti beche ritsveedzerere.(ndakambonzwa aiti anoishandisa kuti beche rinunire dad mboro imire.Never do that).Hazviitwe izvozvo.
7.Usageza beche nesipo, just clean water.Watopedza kugeza woshandisa imwe mvura kugeza beche rako.
8. Idya pine apple ne plain yoghurt kakawanda
❤️
🙏
4