Tilder Live Zim  Secrets & Confessions, News
Tilder Live Zim Secrets & Confessions, News
June 21, 2025 at 02:55 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaadbeK7oQhUsp9sDw2V please post as hidey i just discoverd kuti murume wangu ari kudanana ne mwana ane 17 yrs atori ku high school yet my husband is 49 yrs ini im 35 . Pandakaona izvi nezuro ndakamu confronter ndikamuti washayei pakushika pakudanana ne mwana akaenzana ne mwana wako . Murume andipindura kuti iwe warwadziwa nei ndakakuudza kare kuti unondi nhuwira thats why i nolonger have feelings for you mwana iyeye ndiri kuda kutomuroora and vabereki vake vari kutoziva kuti ndiri kuuya kuzoroora . Kutaura kuno ndambofonera hama dzemurume ndichivaudza ndashamisika kuti vana tete vari kutoziva and my husband ari kutonzi vanga vari ku holiday ne mwana iyeye zva december uno , ini murume akanditi im going out ne basa Chiri kundirwadza is kuti murume ave nemari nhasi its all because of me ndakatengesa imba ya baba vangu ndikati murume atange business but look at me now nhasi handina wekumba kwedu anoda kundiona just because ndakapa murume mari yeimba iyi yaaiti anodzosa mari kana businesaa raita then i replace the house But dzatova 5 yrs munhu mari ari kutoita achitenga mota achiita life style ini chaiye ku holiday handikuzive ndikada kubvunza mari yangu ndonzi ino shamisireiko iyo imba ye kuchitungwiza yawakatengesa iyoyo getaway My heart is bleeding ndoitawosei ndiri kunzwa kuda kuuraya murume uyu zvese neka girlfriend kake ikako ndodii tete ndiri mu depression
👏 😭 3

Comments