
Tilder Live Zim Secrets & Confessions, News
June 21, 2025 at 02:55 PM
*🚨TILDER LIVE ZIM 🇿🇼FAMILY SECRETS AND CONFESSIONS TIME*
https://whatsapp.com/channel/0029VaadbeK7oQhUsp9sDw2V
Is there anything that can be done kana munhu achiramba kuuya nemwana for the DNA's,it's been years ndichichengeta mwana wandisingazive kana kumboona mimba yacho,I want to clean this mercy and moves on but HOW?because the lady haasi kubatika for the DNA's yet she keeps on threatening me kuti ukasachengeta mwana ndosvika kubasa kwako ini I don't want drama hangu
How best can l handle this issue kuti ndibvise this lady in my life