Tilder Live Zim  Secrets & Confessions, News
                                
                            
                            
                    
                                
                                
                                June 21, 2025 at 03:00 PM
                               
                            
                        
                            Follow this link to join my WhatsApp group: https://chat.whatsapp.com/GuzNwACP2fv1heCbqf4XKn
PROSTATE DISORDERS 
GOMARARA REPROSTATE DISORDERS KUNANA BABA VOSE
 
Varume vazhinji kana vasiri vese vanosangana ne *imwe prostate disorders* muhupenyu hwavo.
 Prostate gland riri pasi pedundira yakatenderedza buri reWeti.  Inogona kutapukirwa nezvirwere kana tsvina zvokonzera matambudziko akawanda;
 
*UKAONA WAVE KUNZWA ZVONOTEVERA TIBATEI NEKUCHIMBIDZA* 
  *ZVIRATIDZO*✅️ SYMPTOMS 
 ▪Kunzwa sokunge WETI haina kupera.
 ▪Kunzwa kupisa paunenge uchiita weti kana kuti wapedza
 ▪Kugara uchienda kuchimbuzi
 ▪Kugara uchiweti usiku hwose
 ▪Weti inodonhera pabhutsu dzako nekuti inenge isina simba rekuti iende kure
 ▪Kugara uchitota bhurugwa rako pamberi wapedza weti (unofunga kuti wapedza asi weti inobuda wabva kutoilet).
 ▪️Marwadzo eparutiviFollow this link to join my WhatsApp group: https://chat.whatsapp.com/GuzNwACP2fv1heCbqf4XKn
PROSTATE DISORDERS 
GOMARARA REPROSTATE DISORDERS KUNANA BABA VOSE
 
Varume vazhinji kana