
Bhozhongora And Tilda Live 🇿🇼 Zim Home Of Remedies , Secrets ,Confe$$ions And Gossips
June 20, 2025 at 10:54 AM
Hie Nyasha haaa ndozviziva kuti haisiyo nyaya iri mudariro ndikuda kurerura zvandichangobva mukuita izvozvi ndarara nemukadzi wemunhu ndanga ndine chikwereti naye che 300 rand ane zvaanotengesa haaaa ndikureurura pamberi pamwari shuwa ngaandiregerere ndanga ndisingadi ini asi mukadzi uyu atori ne shavi rechihure chairo haaa fokofo wake ummm, apa, hamdina 1 week ndakwira mugomo ndichitsanya upenyu hwangu nemhuri yangu hino miedzo youyawo chii chakadaro ichi mhani kupinda mumba kumupa pekugara kwakuti ndaakuda kuinda ini kwakuti munomanyireiko ndoopabva nyaya yese apa tanga tisingambodanani haaa chii chaizvo chiriko kunze uku mwari ndiregereiwo apa mari yake ndamupa zvakanaka ndoshaya kuti zvekurara tese zvazobvawo nepi and pandaona kuti zvashata ndikati handina ma protector zvikanzi mhanya unotenga ndikati handina mari zvikanzi ooh 100 rand unotenga haaa imi woye zvakaoma
AMEN!
😂
😢
😮
❤️
👍
💔
🙆♂
🙏
🤺
25