Bhozhongora And Tilda Live 🇿🇼 Zim Home Of Remedies , Secrets ,Confe$$ions And Gossips
Bhozhongora And Tilda Live 🇿🇼 Zim Home Of Remedies , Secrets ,Confe$$ions And Gossips
June 21, 2025 at 12:21 PM
Hie Nyasha.. ini zuva randisinga kanganwe it was 2023 end of july ndakanga ndakang ndisipo ndaend kunoratidza mukoma wamai vangu mwana wangu ndakatopedza mwedzi ndiriko wamusiwa 29 amai vakatondifonera vakati ndiri kud kukutumira mari uuye because agust rainge riri birthday remuzukuru wavo musiwe 31 baba vangu vakais messag makuseni vachiti mhama vadonha vachigeza manheru vabva kubasa vangoti ndakupera simba huyayi mundibate ndichitongonzwa izvi misodzi yakatanga kuyerera vakaendeswa kuchipatara zvikandi bp yakakwira ndakaswera muswere wese ndakasuwa zvekuma 8pm kwakabva kwapinda message yekuti amai vangu vasha ndozuva randisinga kanganwe ndakavafunga misodzi inototanga kuyerera kubva 2023 up to now ndakavafunga zvakanyanya ndinotovarota ..
😢 😂 😭 4

Comments