
Zim Elites Official 🇿🇼
June 19, 2025 at 12:14 PM
Hie Tee Please hide me
Yemaporofita yakaoma iyi ndakamboti rimwe gore ndichangobva kubatsirwa mwana first born yangu.l was gng thru financial stress takati Rega timbobatsirwa maybe tingawanewo mabasa.Takanamata tikatyatyamarawo maverse kunge huro dzichasvotoka kuti Mwari vatinzwe zvine power.Tapedza sowe ndakati regai ndirove kafinal prayer kekuti Mwari vandiperekedze paden ff ndarova mizura yangu vekumasowe munonyatsoziva ndakufamba kuenda kumabag ndakanzwa zvonzi amai avo huyai mupfugame apa ndakafara ndikati Dhamureta Pio mambo wandiona ko ndagoziveyi kuti kwange kwaburuka ngirozi yarusifa zvikanzi ndoda vapupuri vazondipupurira eeeh ndaona pauya murume abva nepanorton akagogodza pamba penyu achiti arikuda mwana wake.So panguva iyoyo there was my sister aakamitiswawo nemkomana wekunorton ndakatofara paye ndikati pamwe mkomana uye ndiye akutaurwa ndokubva ndapindura nezwi repamusoro ndakati hon'o tenzi wangu maona idi munin'ina wangu ane mwana nemunhu wekunorton zvakanzi aaah Saka ndaona varume ava vaita vaviri.....l felt my heart breaking and ndakabva ndatoona kuti pano zvinhu hazvisisina kumira mushe l just kept quiet ndobva ndasimuka ndikazunza tsoka dzangu and l went home.Tee ndotenda Mwari handina kurambwa chakandinetsa ndechekuti this madzibaba was the one wataimboendera nahub y achinotinamatira nhumbu Ichiramba kubata it just didn't make sense.....but zvakazoitika hubby wangu ayigona kungokurovvera zvinhu zviri simple nekungoita rough.lt affected him bt it affected me more l will never forget abt it zvongondibhowa so and munhu iyeye handisisina like naye.So maporofita anoparadza dzimba dzevanhu sure
https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U
😢
😂
😮
🙏
👍
❤️
65