Zim Elites Official 🇿🇼
Zim Elites Official 🇿🇼
June 19, 2025 at 01:54 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U Hie Tee ummmm nyaya dzemaporofita mafundisi idzi hayaa chitupa viga.Ndaigara namaiguru wangu and she is someone who is so welcoming to pastors and prophets so pamba pavo paigara pachiuya mafundisi tichinamatirwa and stuff. So this other day pakauya mafundisi vatori weku AFM zita handichataura wakandisvikira ndrindega pamba and he tried kundiabuser sekisishually in the sense of prayer wachit Mwari waruda kuti ndikubatsire wachindibata ndikabva ndaramba ndikat munozouya kana vanamhamha waripo bvawatanga kutodzikisa trouse ndikabva ndabuda mumba kuenda panze ivo bvawazobuda bvawat ndakuenda ndikangoti horyt.So from nowhere ndakazongoona maiguru wakundiitira mamoods wachipopota wachindituka inini zviri indirect....that holiday ndikanzi uchamboenda kumba kunoona mhamha ndikat horyt bt l just felt it kut something was wrong.Ndakumba kunamhamha within 3 days hembe dzangu dzese nechese chinoti changu zvakaunzwa kumba zvikanzi mwana aruita musikanzwa aruenda kumalodge arudanana nemadhara takazvinzwa namundisi kureva vaye weku AFM.And chikoro chakabva chatoperera panzira nekuti she was the one who was paying my fees ndakangogumira part 1.1.Handizive kut mufundisi waitya kut ndichataura zvavakaita here coz ndaitotyawo kutaura nekut waifarirwa namaiguru wangu.
😢 😮 😂 ❤️ 👍 🙏 176

Comments