
Zim Elites Official 🇿🇼
June 19, 2025 at 02:03 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U
Hie Tee ini ndakasiya ndapa vamwe madzibaba mbama after wataura kuti murume andinetsa nechihure. Ndainge ndatofambira nyaya dzemurume wangu dzekuti arapwe nekuti ava nenguva akarara nehurwere haasi kukwanisa kufamba saka kwamadzibaba ndakaenda kuti ndipihwe muteuro wemurume ndokusvikoudzwa chihure chemurume hanzi hee murume venyu haarare pamba hee anokurovai anoshusha arikuda muende kumba kwenyu apa murume wangu atova nenguva achirwara asiri kufamba kunyangwe asati akurwara aisambindirova pamakore 15 atagara tese. Madzibaba ndakavarova mbama ndikati musanyepere vanhu zvirinani kutaura kuti hamuna kuratidzwa
😂
👍
😮
❤️
😢
🙏
306