
Zim Elites Official 🇿🇼
June 19, 2025 at 05:19 PM
Hie tee
Ini last year ndichangobata pamuviri ndanga ndisingazivi kuty ndinapo ndini uyo kumaporofita ndichifunga kty ndaroyiwa ndichisvika ndakaudzwa kty imi Mai imi murume wenyu aripi ndikati kubasa zvikanzi anodisa madress murume wenyu ndaona maroorerwa mumwe mukadzi munoda hre barika ndikati handiridi bva zvanzi uyezvee murume wenyu basa riri kupera manje manje haamboiti kna mwedzi anenge atodzingwa muchatambura chaizvo.. ndikapiwa zvinhombo ndikati ini ndiri kurwara ndonzwa mudumbu nekupera simba zvikanzi mudumbu mune mhepo irimo inoda kubviswa kwakupiwa dota of which dota rinobvisa mimba ndichisvika kumba ndakazvikanda mutoilet ndikati better kuenda kuclinic ndikanotestiwa preg ndikanzi positive ndikati kana basa rahubby richipera ngaripere tione but nanhasi anongovapo pabasa rake Saka umm maporofita hatina zera nawo
https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U
😂
😢
😮
🙏
❤️
👍
101