
Zim Elites Official 🇿🇼
June 19, 2025 at 06:55 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U
Hie Tee uum yemaporofita iyi zvakaoma ndakaenda kumusha kwemurume nhumbu iri mumwedzi wechi 3 ndakanonoka kuita mwana ndakazoita mwana ndagara 7yrs ndakati ndiri kumusha paya ndairwara rwara apana aiziva kuti inhumbu saka amwene vakati pana madzibaba vanobatsira zvekuti ndakati handei taenda takapfugama tese 😂😂 asi kuudzwa mashura akagochewa hr aah madzimai ndaona marambwa nemurume wenyu muna decmbr atori nemunhu ane nhumbu yakuda kuzvara imi muri kusiirwa kusazvara kkkk ini ndakaseka pakazara vanhu ndakati hoo nhai madzibaba oky amwene kwakuti ayewa madzibaba itai kuti varambane nemunhu iyeye ini ndoda muroora wangu uyu ndakabva ndazotaura kuti haa ini nditori nenhumbu amwene wangu vakachema nemufaro weduweee kubva ipapo ivo vakati handiide kumaporofita chero ini izvezvi ndine mwana ane gore ko kuzoti hee musapikise ngirozi hamumubati mwana iyeye ikasabva 🤣🤣🤣
😂
❤️
😢
😮
🙏
👍
97