
Zim Elites Official 🇿🇼
June 19, 2025 at 06:55 PM
Hie Tee ini ndakamboti ndatora off kubasa ska ndoshandira ku Hwange ndobva ndakanganwa kubvisa imwe hembe paline ndichienda ku off ska ndakabva ndati Kuna madam pane hembe yandisiri kuona mdam pavakaenda kumasowe vakanotaura nyaya iya kwakinz pane mnhu weku basa kwenyu akauya akaitora akanoigadzira ktt mudzingwe basa apa yanga yaiswa mumba na landlord ndikazoipihwa ma porofita aya ma 1
https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U
😂
😮
😢
❤️
🙏
👍
120